Mabasa Avapostori 4:21 BDMCS

21 Shure kwokuvayambirazve vakavarega vakaenda. Havana kugona kufunga kuti vangavatonga sei, nokuti vanhu vose vakanga vachirumbidza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 4

Maonero Mabasa Avapostori 4:21 akapoteredza