Mabasa Avapostori 4:24 BDMCS

24 Vakati vanzwa izvi, vakasimudza manzwi pamwe chete kuna Mwari vakanyengetera vachiti, “Ishe Mwari, imi makaita denga nenyika negungwa, nezvose zvirimo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 4

Maonero Mabasa Avapostori 4:24 akapoteredza