Mabasa Avapostori 4:27 BDMCS

27 Zvirokwazvo Herodhi naPondiasi Pirato vakaungana pamwe chete navaHedheni uye navanhu veIsraeri muguta rino kuzorangana kurwisa Jesu muranda wenyu mutsvene, iye wamakazodza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 4

Maonero Mabasa Avapostori 4:27 akapoteredza