Mabasa Avapostori 5:10 BDMCS

10 Pakarepo akawira pasi, patsoka dzake akabva afa. Ipapo majaya akapinda uye akamuwana afa, akamutakura akaenda naye kunze akandomuviga parutivi rwomurume wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5

Maonero Mabasa Avapostori 5:10 akapoteredza