Mabasa Avapostori 5:15 BDMCS

15 Nokuda kwaizvozvo, vanhu vakauya navairwara munzira dzomumisha vakavaradzika pamibhedha napahukwe vachiitira kuti mumvuri waPetro ungawira pana vamwe vavo paainge ava kupfuura napavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5

Maonero Mabasa Avapostori 5:15 akapoteredza