23 “Tawana jeri rakanyatsozarirwa, navarindi vamire pamikova; asi patazarura, hatina kuwana munhu mukati.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5
Maonero Mabasa Avapostori 5:23 akapoteredza