Mabasa Avapostori 5:26 BDMCS

26 Paakazvinzwa, mukuru wavarindi akabva aenda navabati vake akandouya navapostori. Havana kuzviita nokumanikidza, nokuti vaitya kuti vanhu vangavatake namabwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5

Maonero Mabasa Avapostori 5:26 akapoteredza