Mabasa Avapostori 5:34 BDMCS

34 Asi mumwe muFarisi ainzi Gamarieri, mudzidzisi womurayiro, uyo aikudzwa navanhu vose, akasimuka pakati pedare akarayira kuti vanhu vambobudiswa panze kwechinguvana.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5

Maonero Mabasa Avapostori 5:34 akapoteredza