36 Munguva yakapfuura, kwakambova, naTudhasi aizviti iye munhu mukuru, uye varume vanenge mazana mana vakamutevera. Akaurayiwa, vose vaimutevera vakaparadzirwa, uye zvikaguma zvava pasina.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 5
Maonero Mabasa Avapostori 5:36 akapoteredza