9 Kusapindirana kwakamuka, kuchibva kunhengo dzeSinagoge roVokusununguka (ndiro raiva zita ravo), vaJudha vokuSairini nokuArekizandiria pamwe chete namatunhu eKirikia neEzhia. Varume ava vakatanga kukakavadzana naSitefani,
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 6
Maonero Mabasa Avapostori 6:9 akapoteredza