Mabasa Avapostori 7:2 BDMCS

2 Iye akapindura achiti, “Hama dzangu nemi madzibaba, nditeererei! Mwari wokubwinya akazviratidza kuna baba vedu Abhurahama paakanga achiri kuMesopotamia, asati agara muHarani.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 7

Maonero Mabasa Avapostori 7:2 akapoteredza