Mabasa Avapostori 7:8 BDMCS

8 Ipapo akapa Abhurahama sungano yokudzingiswa. Abhurahama akabereka Isaka akamudzingisa zuva rorusere shure kwokuberekwa kwake. Shure kwaizvozvo Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho akabereka madzitateguru ane gumi navaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 7

Maonero Mabasa Avapostori 7:8 akapoteredza