Mabasa Avapostori 8:9 BDMCS

9 Zvino kwechinguva mumwe murume ainzi Simoni akanga aita un'anga muguta uye akashamisa vanhu vose veSamaria. Aizvirumbidza achiti iye akanga ari munhu mukuru,

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 8

Maonero Mabasa Avapostori 8:9 akapoteredza