Mabasa Avapostori 9:2 BDMCS

2 akandomukumbira matsamba kuti agoenda nawo kumasinagoge okuDhamasiko, kuti kana akawana ani zvake ari weNzira iyo, vangava varume kana vakadzi, iye aizovabata savasungwa agoenda navo kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 9

Maonero Mabasa Avapostori 9:2 akapoteredza