Mabasa Avapostori 9:21 BDMCS

21 Vose vakamunzwa vakakatyamara vakati, “Ko, haazi iye here akamutsa bongozozo muJerusarema pakati paavo vanodana kuzita iri? Uye haana kuuya kuno kuzovabata savasungwa kuti avaendese kuvaprista vakuru here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 9

Maonero Mabasa Avapostori 9:21 akapoteredza