Mabasa Avapostori 9:27 BDMCS

27 Asi Bhanabhasi akamutora akamuuyisa kuvapostori. Akavaudza kuti Sauro akanga aona Ishe sei ari parwendo rwake uye kuti muDhamasiko Ishe akanga ataura kwaari, uyewo kuti akaparidza sei muzita raJesu asingatyi.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 9

Maonero Mabasa Avapostori 9:27 akapoteredza