Mako 1:13 BDMCS

13 uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:13 akapoteredza