16 Jesu paakanga achifamba pamahombekombe eGungwa reGarirea, akaona Simoni nomunun'una wake Andirea vachikanda usvasvi mugungwa, nokuti vakanga vari vabati vehove.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1
Maonero Mako 1:16 akapoteredza