Mako 1:19 BDMCS

19 Akati afamba chinhambwe zvishoma, akaona Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomunun'una wake Johani vari mugwa, vachigadzira usvasvi hwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:19 akapoteredza