Mako 1:21 BDMCS

21 Vakaenda kuKapenaume, uye nomusi weSabata, Jesu akapinda musinagoge akatanga kudzidzisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:21 akapoteredza