Mako 1:40 BDMCS

40 Mumwe murume akanga ana maperembudzi akauya kwaari akapfugama, akamukumbira zvikuru achiti, “Kana muchida, munogona kundinatsa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:40 akapoteredza