5 Nyika yose yeJudhea navanhu vose veJerusarema vakaenda kwaari. Vachireurura zvivi zvavo, vakabhabhatidzwa naye muRwizi rweJorodhani.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1
Maonero Mako 1:5 akapoteredza