Mako 1:7 BDMCS

7 Uye iyi ndiyo yakanga iri mharidzo yake: “Shure kwangu kuchauya mumwe ane simba kupfuureni wandisina kufanira kusunungura rukanda rweshangu dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 1

Maonero Mako 1:7 akapoteredza