Mako 10:14 BDMCS

14 Jesu paakazviona, akatsamwa. Akati kwavari, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10

Maonero Mako 10:14 akapoteredza