Mako 10:21 BDMCS

21 Jesu akamutarira uye akamuda, akati kwaari, “Unoshayiwa chinhu chimwe chete. Enda undotengesa zvinhu zvose zvaunazvo upe kuvarombo, ugova nepfuma kudenga. Ipapo ugouya, unditevere.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10

Maonero Mako 10:21 akapoteredza