27 Jesu akatarisa kwavari akati, “Kumunhu hazvigoneki, asi kwete naMwari; zvinhu zvose zvinogoneka kuna Mwari.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10
Maonero Mako 10:27 akapoteredza