Mako 10:38 BDMCS

38 Jesu akati, “Hamuzivi zvamunokumbira. Mungagona here kunwa mukombe wandinonwa kana kubhabhatidzwa norubhabhatidzo rwandinobhabhatidzwa narwo?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10

Maonero Mako 10:38 akapoteredza