42 Jesu akavadana pamwe chete akati, “Munoziva kuti vaya vanonzi vatongi vavaHedheni vanotonga pamusoro pavo, uye vabati vavo vakuru vanoshandisa simba pamusoro pavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 10
Maonero Mako 10:42 akapoteredza