Mako 11:13 BDMCS

13 Akaona muonde uri kure una mashizha, akaenda kundoona kana wakanga une muchero. Akati asvika pauri, haana chaakawana asi mashizha bedzi, nokuti yakanga isiri nguva yamaonde.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 11

Maonero Mako 11:13 akapoteredza