Mako 11:23 BDMCS

23 Ndinokuudzai chokwadi, kana munhu akati kugomo iri, ‘Enda, uzvikande mugungwa,’ uye asingakahadziki nazvo mumwoyo make, asi achitenda kuti zvaareva zvichaitika, achazviitirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 11

Maonero Mako 11:23 akapoteredza