Mako 12:12 BDMCS

12 Ipapo vakatsvaka nzira yokumusunga nayo nokuti vakaziva kuti akanga ataura mufananidzo uyu pamusoro pavo. Asi vakanga vachitya vanhu vazhinji; saka vakamusiya vakaenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 12

Maonero Mako 12:12 akapoteredza