Mako 12:26 BDMCS

26 Zvino pamusoro pokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here mubhuku raMozisi, panhoroondo dzegwenzi raipfuta, kuti Mwari akati kwaari, ‘Ndini Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka, naMwari waJakobho?’

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 12

Maonero Mako 12:26 akapoteredza