32 Murume akapindura akati, “Mapindura zvakanaka, mudzidzisi. Mataura chokwadi pamataura kuti Mwari ndiye mumwe chete uye hakuna mumwe kunze kwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 12
Maonero Mako 12:32 akapoteredza