44 Vose vapa kubva paupfumi hwavo; asi chirikadzi iyi yapa, ichitora pakushayiwa kwayo, yaisa zvose zvose zvayanga ichifanira kurarama nazvo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 12
Maonero Mako 12:44 akapoteredza