Mako 13:11 BDMCS

11 Pose pamunenge masungwa uye mamiswa pakutongwa, musatanga kufunganya pamusoro pezvamuchataura. Taurai zvose zvose zvamunenge mapiwa panguva iyoyo, nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya Mutsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 13

Maonero Mako 13:11 akapoteredza