Mako 13:21 BDMCS

21 Panguva iyo kana munhu akati kwauri, ‘Tarira, houno Kristu!’ kana kuti, ‘Tarira, uyo apo!’ musazvitenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 13

Maonero Mako 13:21 akapoteredza