Mako 14:12 BDMCS

12 Pazuva rokutanga roMutambo weChingwa Chisina Mbiriso, zvayakanga iri tsika yavo yokubayira gwayana rePasika, vadzidzi vaJesu vakamubvunza vakati, “Munoda kuti tiende kupi kwatingandokugadzirirai Pasika kuti mudye?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14

Maonero Mako 14:12 akapoteredza