16 Vadzidzi vakabva, vakapinda muguta vakawana zvinhu zvakaita sezvavakanga vaudzwa naJesu. Saka vakagadzira Pasika.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14
Maonero Mako 14:16 akapoteredza