Mako 14:34 BDMCS

34 Akati, “Mweya wangu wazara neshungu kwazvo kusvikira pakufa. Garai pano uye murambe makarinda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14

Maonero Mako 14:34 akapoteredza