Mako 14:65 BDMCS

65 Ipapo vamwe vakatanga kumupfira mate; vakamusunga kumeso, vakamurova nezvibhakera, vachiti, “Profita!” Uye varindi vakamutora vakamurova.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14

Maonero Mako 14:65 akapoteredza