Mako 14:72 BDMCS

72 Pakarepo jongwe rakarira kechipiri. Ipapo Petro akarangarira shoko raJesu raakanga ataura kwaari achiti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akawira pasi uye akachema.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 14

Maonero Mako 14:72 akapoteredza