2 Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15
Maonero Mako 15:2 akapoteredza