Mako 15:21 BDMCS

21 Mumwe murume aibva kuKurini, Simoni baba vaArekizanda naRufasi, akanga achipfuura achibva kumaruwa, vakamumanikidza kuti atakure muchinjikwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15

Maonero Mako 15:21 akapoteredza