36 Mumwe murume akamhanya, akazadza chipanje newaini yaivava, akaisa parutanda, akaipa kuna Jesu kuti anwe, akati “Muregei zvino. Regai tione kana Eria achiuya kuti azomuburutsa.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15
Maonero Mako 15:36 akapoteredza