46 Saka akauya nemimwe micheka, akaburutsa mutumbi, akauputira nomucheka, akauyisa muguva rakacherwa paruware. Ipapo akakungurutsira ibwe pamuromo weguva.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15
Maonero Mako 15:46 akapoteredza