Mako 16:14 BDMCS

14 Mushure maizvozvo Jesu akazviratidza kuna vane gumi nomumwe pavakanga vachidya; akavatsiura pamusoro pokusatenda kwavo uye nokusindimara kwemwoyo yavo pakuramba kutenda vaya vakanga vamuona mushure mokumuka kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 16

Maonero Mako 16:14 akapoteredza