19 Mushure mokunge Ishe Jesu ataura kwavari, akatorwa akakwidzwa kudenga uye akandogara kuruoko rworudyi rwaMwari.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 16
Maonero Mako 16:19 akapoteredza