Mako 16:9 BDMCS

9 Jesu akati amuka mangwanani nezuva rokutanga revhiki, akatanga kuzviratidza kuna Maria Magadharena, uya waakanga abudisa kubva maari mweya yakaipa minomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 16

Maonero Mako 16:9 akapoteredza