Mako 2:10 BDMCS

10 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kuna akanga akafa mutezo,

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:10 akapoteredza