Mako 2:13 BDMCS

13 Ipapo Jesu akabudazve akaenda kugungwa. Vanhu vazhinji zhinji vakauya kwaari uye akatanga kuvadzidzisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:13 akapoteredza